Category

DEFAULT

Category

DEFAULT

LOrchestre Conga 68 De Johnny Bokelo - Mwana Ya Mboyo / Na Kobala Te (Vinyl)

8 Comments

Add Yours →
Kana ava mwana wayo ndiye anonzi handachibvuwa. Kune mhuka inotambira mumvura uye inorarama nekudya hove nemakangadye. Mhuka iyi inofamba husiku chete uye inoburitsa hwema hunonzwikwa chero yapfuura. Mhuka iyi inonzi mbiti. Rimwe zita rembiti ndibinza kana kuti denhe. Kana iri hono inongonzi mukono wembiti mwana wayo zvekare anongonzi mwana.

Leave a Reply

Nothing more to load.